-
Mosesi—Munhu Chaiye Here Kana Kuti Wokufungidzira?Mukai!—2004 | April 8
-
-
Mumwe murume nomudzimai wake, Amrami naJokebhedhi, “havana kutya murayiro wamambo.” (VaHebheru 11:23) Jokebhedhi akabereka mwanakomana uyo aizorondedzerwa achinzi “akanaka zvikuru mukuona kwaMwari.”a (Mabasa 7:20) Pamwe zvichida vakaziva kuti mwana uyu aive awana nyasha dzaMwari. Chero zvazvaive, vakaramba kuti mwana wavo aurayiwe. Vachiisa upenyu hwavo mungozi, vakasarudza kumuvanza.
-
-
Mosesi—Munhu Chaiye Here Kana Kuti Wokufungidzira?Mukai!—2004 | April 8
-
-
a Zvinoreva, kuti “akanaka kuna Mwari.” Maererano neThe Expositor’s Bible Commentary, mashoko acho angareva kwete kunaka kwechimiro chokunze asi “zvakaita mwoyo wake.”
-