-
Bhaibheri Ringakubatsira Sei?Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
-
-
6. Tinogona kubatsirwa nevamwe kunzwisisa Bhaibheri
Kunyange zvazvo zvakanaka kuverenga Bhaibheri uri wega, vakawanda vakaona kuti kukurukura Bhaibheri nevamwe kunobatsira. Verengai Mabasa 8:26-31, mobva makurukura muchishandisa mubvunzo unotevera:
Tinganzwisisa sei Bhaibheri?—Ona vhesi 30 ne31.
Murume wekuItiopiya aida kubatsirwa kuti anzwisise Magwaro. Mazuva ano vanhu vakawanda vari kuona kuti kukurukura Bhaibheri nevamwe kunobatsira
-