-
Mutambudzi Anoona Chiedza ChikuruNharireyomurindi—2000 | January 15
-
-
Sauro akagamuchirwa nomutsa naJudhasi, aigara mumugwagwa wainzi Wakarurama.a (Mabasa 9:11) Mugwagwa uyu—wainzi Darb al-Mustaqim muchiArabhu—nanhasi ndiwo mugwagwa mukuru muDhamasiko. Fungidzira kuti Sauro akafungei paaiva mumusha maJudhasi. Chiitiko chacho chakanga chasiya Sauro ava bofu uye chamutyisa. Zvino pakanga pava nenguva yokufungisisa zvachaireva.
-
-
Mutambudzi Anoona Chiedza ChikuruNharireyomurindi—2000 | January 15
-
-
a Imwe nyanzvi inofunga kuti Judhasi angave aiva mutungamiriri wenzanga yechiJudha yomunzvimbo yacho kana kuti muridzi weimba yevaeni nokuda kwevaJudha.
-