-
Bhaibheri Ishoko Ratakatumirwa naMwariRarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
-
-
6. Bhaibheri rakanyorerwa munhu wese
Bhaibheri ndiro bhuku rakaturikirwa mumitauro yakawanda uye rakapararira muvanhu kupfuura mamwe mabhuku ese. Verengai Mabasa 10:34, 35, mobva makurukura muchishandisa mibvunzo inotevera:
Nei Mwari achida kuti Shoko rake riturikirwe mumitauro yakawanda uye riwanikwe nevanhu vakawanda?
Chii chawafarira pane zvawadzidza nezveBhaibheri?
Tingati
100%
yevagari vepanyika
inokwanisa kuwana Bhaibheri
Rinowanika mumitauro inopfuura
3 000
rese kana kuti mamwe mabhuku aro
5 000 000 000
Iyi ndiyo nhamba yemaBhaibheri anofungidzirwa kuti akabudiswa,
uye hapana rimwe bhuku rakambosvika ipapo
VAMWE VANOTI: “Bhaibheri rinongovawo bhuku rakanyorwa nevanhu kare kare.”
-
-
Ita Kuti Ungano Irambe YakabatanaRarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
-
-
4. Kurira dambudziko rekusarura vanhu vemamwe marudzi
Tinofanira kuda hama dzedu dzese. Asi tinogona kuona zvichitiomera kuda mumwe munhu akasiyana nesu. Chii chingatibatsira? Verengai Mabasa 10:34, 35, mobva makurukura mibvunzo iyi:
Jehovha anogamuchira vanhu vemarudzi ese kuti vave Zvapupu zvake. Kuziva izvozvo kunofanira kuita kuti tione sei vamwe vanobva kwakasiyana nekwatinobva?
Kwaunogara vanhu vanowanzosarura vanhu vakaita sei?
Verengai 2 VaKorinde 6:11-13, mobva makurukura mubvunzo uyu:
Unofunga kuti ungaita sei kuti uve pedyo nehama nehanzvadzi dzisiri dzerudzi rwako?
-