RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jehovha ndiMwari Akaita Sei?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
    • 3. Jehovha anoratidza sei kuti anotida?

      Chikuru chatinoona pana Jehovha, rudo rwake. Bhaibheri rinototi, “Mwari rudo.” (1 Johani 4:8) Tinoona rudo rwaJehovha patinoverenga Bhaibheri uye patinofunga nezvezvinhu zvaakasika. (Verengai Mabasa 14:17.) Chimbofunga masikiro aakatiita. Akatisika tichikwanisa kuyevedzwa nekuona mavara akanaka, kunzwa mimhanzi inonakidza, uye kuravidza zvekudya zvinonaka. Anoda kuti tinakidzwe neupenyu.

  • Koshesa Chipo Cheupenyu
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
    • 1. Nei tichifanira kukoshesa upenyu?

      Tinofanira kukoshesa upenyu nekuti chipo chatakapiwa naJehovha, Baba vedu vane rudo. Kwaari “ndiko kunobva upenyu” nekuti ndiye akasika zvinhu zvese. (Pisarema 36:9) “Ndiye anopa vanhu vese upenyu nemweya wekufema nezvinhu zvese.” (Mabasa 17:25, 28) Jehovha ndiye anotipa zvinodiwa nemiviri yedu kuti tirambe tiri vapenyu. Asi anozviita nenzira inoita kuti tinakidzwe neupenyu.—Verengai Mabasa 14:17.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe