-
‘Kukura Uye Kukunda’ Pasinei NekupikiswaKupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
-
-
13, 14. (a) Jehovha akapa Pauro simba rekuitei? (b) Vanakomana vaSkevha vakanga vakarasika papi, uye vakawanda vanozviti vaKristu vakafanana navo papi?
13 Ruka anozotiudza kuti Pauro akabatsirwa naJehovha kuita “mabasa anoshamisa esimba.” Kunyange machira nemaepuroni zvaipfekwa naPauro zvaiendeswa kuvanhu vairwara, vobva vapora. Izvi zvaidzingawo mweya yakaipa.c (Mab. 19:11, 12) Kukundwa kwaiitwa Satani kwakafadza vakawanda, asi havasi vese vakabatsirwa nazvo.
-
-
‘Kukura Uye Kukunda’ Pasinei NekupikiswaKupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
-
-
c Aya angangodaro ari machira aisungirirwa naPauro mumusoro kuti dikita risayerera richipinda mumaziso. Uye Pauro anogona kunge aitanga aita basa rake rekugadzira matende asati atanga kuparidza nekuti panotaurwa nezvemaepuroni ake.—Mab. 20:34, 35.
-