-
“Ndakachena Paropa Revanhu Vese”Kupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
-
-
“Vakanyaradzwa Kwazvo” (Mabasa 20:5-12)
12, 13. (a) Kumutswa kwaYutiko kwakaita kuti vanhu vemuungano vanzwe sei? (b) Mazuva ano, itariro ipi yemuBhaibheri inonyaradza vaya vakafirwa?
12 Pauro nevamwe vake vakafamba vese nemuMakedhoniya uye kunenge kuti vakazoti paradzanei. Vanofanira kunge vakazosangana kuTroasi.d Nyaya yacho inoti: “Takasvika kuTroasi kwavaiva, taita mazuva mashanu tichifamba.”e (Mab. 20:6) Ndiko kwakazomutswa mukomana uya Yutiko, sezvatsanangurwa patangira chitsauko chino. Fungidzira kuti hama dzakanzwa sei kuona mumwe wavo Yutiko amutswa! Nyaya yacho inoti “vakanyaradzwa kwazvo.”—Mab. 20:12.
-
-
“Ndakachena Paropa Revanhu Vese”Kupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
-
-
d Matauriro anoita Ruka pana Mabasa 20:5, 6 anoratidza kuti anofanira kunge akazobatanazve naPauro kuFiripi pashure pekunge amboparadzana naye.—Mab. 16:10-17, 40.
-