RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ‘Kunzwisisa Zvatiri’—Panguva yeChirangaridzo
    Nharireyomurindi—1990 | February 15
    • 3 “Ishe Jesu nousiku hwaakapandukirwa, wakatora chingwa; akati aonga, akachimedura, akati: ‘Ichi ndiwo muviri wangu unomedurirwa imi; itai izvi muchindirangarira.’ Saizvozvowo, vakati vapedza kuraira, akatora mukombe, akati: ‘Mukombe uyu ndiyo sungano itsva muropa rangu; itai izvi, nguva dzose kana muchinwa, muchindirangarira.’ Nokuti nguva dzose, kana muchidya chingwa ichi, kana kunwa mukombe uyu, munoparidza rufu rwaShe, kusvikira achiuya.”—1 VaKorinte 11:23-26.a

    • a “Pausiku umo Iye akapiwa Ishe Jesu akatora chingwa; achipa kuonga, Iye akachimedura ndokuti: ‘Uyu ndiwo muviri wangu uri wenyu; itai ikoku sechirangaridzo changu.’ Nenzira yakafanana Iye akatora mukombe apo chirairo chakanga chapera, ndokuti: ‘Mukombe uyu isungano itsva, yakaiswa chisimbiso neropa rangu; nguva iri yose yamunounwa, kuitei sechirangaridzo changu.’”—An Expanded Paraphrase of the Epistles of Paul, yakanyorwa naF. F. Bruce.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe