RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?
    Nharireyomurindi—2013 | March 1
    • Pauro haana kumbofunga kuti vaKristu vaitenda zvinhu zvenhema. Aiziva kuti Jesu akanga amutswa kuvakafa uye akataura uchapupu hwacho kuvaKorinde muchidimbu achiti, “Kristu akafira zvivi zvedu maererano neMagwaro; uye kuti akavigwa, chokwadi, kuti akamutswa pazuva rechitatu maererano neMagwaro; uye kuti akazviratidza kuna Kefasi, akazozviratidza kune vane gumi nevaviri.”b Pauro akabva awedzera kuti: “Pashure paizvozvo akazviratidza kuhama dzinopfuura mazana mashanu panguva imwe chete, vazhinji vadzo vapenyu kusvikira panguva ino, asi vamwe vakarara murufu. Pashure paizvozvo akazviratidza kuna Jakobho, akazozviratidza kuvaapostora vose; asi pakupedzisira akazviratidzawo kwandiri.”—1 VaKorinde 15:3-8.

  • Jesu Akamutswa Zvechokwadi Here?
    Nharireyomurindi—2013 | March 1
    • b Mashoko okuti “vane gumi nevaviri” anongoreva “vaapostora,” kunyange zvazvo pashure pokufa kwaJudhasi Iskariyoti pakambopera kanguva vachingova 11. Kunyange zvazvo Tomasi akanga asipo pane imwe nguva Jesu paakazviratidza kuvadzidzi vake, vaapostora vanenge 10 vaivapo vaimiririra vose vari 12.—Johani 20:24.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe