-
Waizviziva Here?Nharireyomurindi—2010 | August 1
-
-
▪ Pauro akanyora kuti: ‘Mwari anotitungamirira mukufora kwokukunda tiri pamwe naKristu achiita kuti kunhuhwirira kwokumuziva kunzwike nesu munzvimbo dzose! Nokuti kuna Mwari tiri kunhuhwirira kwakanaka kwaKristu kune vaya vari kuponeswa uye kune vaya vari kuparara; kune vapedzisira kutaurwa kunhuhwirira kunobva kurufu kuchienda kurufu, kune vatanga kutaurwa kunhuhwirira kunobva kuupenyu kuchienda kuupenyu.’—2 VaKorinde 2:14-16.
-
-
Waizviziva Here?Nharireyomurindi—2010 | August 1
-
-
Chirungamutauro chokuti “kunhuhwirira kwakanaka kwaKristu,” icho chinofananidzira upenyu kune vamwe uye rufu kune vamwe “chingadaro chaitorerwa patsika yevaRoma yokupisa rusenzi pavaifora vakaita mudungwe,” inodaro The International Standard Bible Encyclopedia. “Kunhuwirira kwaifananidzira kukunda kwaiyeuchidza nhapwa kuti dzaigona kuurayiwa.”a
-