RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose
    Nharireyomurindi—2008 | August 15
    • 6:2—“Mutemo waKristu” chii? Mutemo uyu une zvose zvakadzidziswa naJesu uye zvaakarayira. Unonyanya kusanganisira murayiro wo“kudanana.”—Joh. 13:34.

  • Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaGaratiya, VaEfeso, VaFiripi, Uye VaKorose
    Nharireyomurindi—2008 | August 15
    • 6:1, 2, 5. Vaya vane “zvinodiwa zvomudzimu” vanogona kutibatsira kutakura mutoro, wakadai sokunge paine zviri kutinetsa kana kuti zvinorema zvinenge zvakonzerwa nokunge tadarika tisingazivi. Zvisinei, mitoro ine chokuita nokunamata kwedu, tinofanira kuzvitakurira.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe