-
Nei Tichifanira Kunyengetera Muzita raJesu?Nharireyomurindi—2008 | February 1
-
-
Bhaibheri rinoshandisa mazita akasiyana-siyana okuremekedza parinotsanangura Jesu kuti tinyatsonzwisisa kukwirira kwakaita chinzvimbo chake. Mazita aya anotibatsira kunzwisisa zvikomborero zvakawanda zvatinowana nemhaka yezvakaitwa naJesu, zvaari kuita uye zvaachatiitira. (Ona bhokisi rinoti “Basa raJesu Rinokosha”) Chokwadi, Jesu akapiwa “zita rinopfuura mamwe mazita ose.”a Akapiwa simba rose kudenga nepanyika.—VaFiripi 2:9; Mateu 28:18.
-
-
Nei Tichifanira Kunyengetera Muzita raJesu?Nharireyomurindi—2008 | February 1
-
-
a Maererano neVine’s Expository Dictionary of New Testament Words, shoko rechiGiriki rakashandurwa kuti “zita” rinogona kureva “zvose zvinorehwa nezita, chiremera, unhu, chinzvimbo, ukuru, simba, [uye] kuremekedzwa.”
-