RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
    • 3. Munhu angaita sei kuti azokwanisa kubhabhatidzwa?

      Unogona kugadzirira kubhabhatidzwa nekutanga wadzidza nezvaJehovha, wotanga kutenda maari. (Verengai VaHebheru 11:6.) Ruzivo rwako parunenge rwuchiwedzera uye kutenda kwako kuchikura, kuda kwaunoita Jehovha kunowedzerawo. Uchatanga kuva nechido chekuparidza nezvake nemitemo yake. (2 Timoti 4:2; 1 Johani 5:3) Kana munhu angotanga kurarama “zvinokodzerana nezita raJehovha,” achinyatsomufadza, anogona kusarudza kutsaurira upenyu hwake kuna Mwari obva abhabhatidzwa.—VaKorose 1:9, 10.a

  • Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
    • a Kana munhu akambobhabhatidzwa kune imwe chechi, anofanira kubhabhatidzwa zvakare. Nei zvakadaro? Nekuti chechi iyoyo yakanga isingadzidzise chokwadi chiri muBhaibheri.—Ona Mabasa 19:1-5 uye Chidzidzo 13.

  • Wagadzirira Kubhabhatidzwa Here?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
    • 1. Unofanira kuziva zvakawanda sei kuti uzobhabhatidzwa?

      Kuti ubhabhatidzwe, unofanira kuva “neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi.” (1 Timoti 2:4) Izvi hazvirevi kuti unofanira kuziva kese kari muBhaibheri usati wabhabhatidzwa. VaKristu vanongoramba vachidzidza kunyange vava nemakore vabhabhatidzwa. (VaKorose 1:9, 10) Asi kuti ubhabhatidzwe unofanira kunge wava kunzwisisa dzidziso dzinokosha dzemuBhaibheri. Vakuru vemuungano vachakubatsira kuti uzive kuti, neruzivo rwawava narwo, wava kukodzera here kubhabhatidzwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe