RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Kapadhokiya—Kwaigara Vanhu Mumisha Yakacherwa Nemhepo Nemvura
    Nharireyomurindi—2004 | July 15
    • MUAPOSTORA Petro akataura nezveKapadhokiya. Muchidimbu, akanyorera tsamba yake yokutanga yakafuridzirwa “vagari venguva duku vakapararira . . . muKapadhokiya.” (1 Petro 1:1) Kapadhokiya yaiva nyika yakaita sei? Nei vagari vayo vaigara mumisha yakacherwa mumatombo? Vakaziva sei nezvechiKristu?

  • Kapadhokiya—Kwaigara Vanhu Mumisha Yakacherwa Nemhepo Nemvura
    Nharireyomurindi—2004 | July 15
    • Pakazosvika zana remakore rechipiri B.C.E., zviri pachena kuti muKapadhokiya makanga mava nenzanga dzevaJudha. Uye vaJudha vaibva munzvimbo iyi vaiva muJerusarema mugore ra33 C.E. Vaivako kuti vachengete Mutambo wePendekosti. Saka, muapostora Petro akaparidzira vaJudha vokuKapadhokiya pashure pokudururwa kwomudzimu mutsvene. (Mabasa 2:1-9) Zviri pachena kuti vamwe vakagamuchira shoko rake vakaenda nokutenda kwavo kwavakanga vachangobva kuwana kumusha kwavo. Saka, Petro akanyorera vaKristu vokuKapadhokiya tsamba yake yokutanga.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe