B5
Tebhenekeri uye Mupristi Mukuru
Zvakaita Tebhenekeri
1 Areka (Eks 25:10-22; 26:33)
2 Keteni (Eks 26:31-33)
3 Mbiru Dzeketeni (Eks 26:31, 32)
4 Nzvimbo Tsvene (Eks 26:33)
5 Nzvimbo Tsvenetsvene (Eks 26:33)
6 Keteni Rekuvharisa Musuo (Eks 26:36)
7 Mbiru Dzeketeni Rekuvharisa Musuo (Eks 26:37)
8 Chigadziko Chine Maburi Chemhangura (Eks 26:37)
9 Atari Yerusenzi (Eks 30:1-6)
10 Tafura Yechingwa Chekuratidza (Eks 25:23-30; 26:35)
11 Chigadziko Chemarambi (Eks 25:31-40; 26:35)
12 Jira Retende Reshinda (Eks 26:1-6)
13 Jira Retende Remvere Dzembudzi (Eks 26:7-13)
14 Chekufukidzisa Chematehwe Emakondohwe (Eks 26:14)
15 Chekufukidzisa Chematehwe Akapfava (Eks 26:14)
16 Furemu (Eks 26:15-18, 29)
17 Chigadziko Chesirivha Chine Maburi Chakagadzikwa Furemu (Eks 26:19-21)
18 Mbariro (Eks 26:26-29)
19 Chigadziko Chesirivha Chine Maburi (Eks 26:32)
20 Mudziyo Wemhangura (Eks 30:18-21)
21 Atari Yekupisira Zvibayiro (Eks 27:1-8)
22 Chivanze (Eks 27:17, 18)
23 Pekupinda Napo (Eks 27:16)
24 Maketeni Ejira Anorembera (Eks 27:9-15)
Mupristi Mukuru
Chitsauko 28 chaEksodho chinonyatsorondedzera zvakaita nguo dzemupristi mukuru wevaIsraeri
Ngowani (Eks 28:39)
Chiratidzo Chitsvene Chekuzvitsaurira (Eks 28:36; 29:6, mashoko emuzasi)
Dombo Reonikisi (Eks 28:9)
Cheni (Eks 28:14)
Homwe Yepachipfuva Yekutonga Ine Matombo Anokosha 12 (Eks 28:15-21)
Nguo Yebhuruu Isina Maoko (Eks 28:31)
Mupendero Une Mabhero Nemapomegraneti (Eks 28:33-35)
Nguo Refu Yejira Rakanaka (Eks 28:39)