B14-A
Zvekutengeserana
Kuyerwa Kwezvinhu Zvakaita Semvura
Kori (mabhati 10 / mahini 60)
marita 220
Bhati (mahini 6)
marita 22
Hini (marogi 12)
marita 3,67
Rogi (yaipinda muhini ka12)
marita 0,31
Kuyerwa Kwezvinhu Zvakaoma
Homeri (kori 1 / maefa 10)
midziyo yemarita 22 inosvika 10
Efa (maseya 3 / maomeri 10)
marita 22
Seya (maomeri 3,3)
marita 7,33
Omeri (makebhu 1,8)
marita 2,2
Kebhu
marita 1,22
Koti
marita 1,08
Kuyera Urefu Hwezvinhu
Tsanga refu (makubhiti 6 marefu)
mamita 3,11
Tsanga (makubhiti 6)
mamita 2,67
Fatomu
mamita 1,8
Kubhiti refu (upamhi hwechanza hwakayerwa ka7)
masendimita 51,8
Kubhiti (masipani 2 / upamhi hwechanza hwakayerwa ka6)
masendimita 44,5
Kubhiti pfupi
masendimita 38
1 Stadhiya yeRoma
mamita 185
1 Upamhi hwemunwe (hunopinda muupamhi hwechanza ka4)
masendimita 1,85
2 Upamhi hwechanza (upamhi hweminwe 4)
masendimita 7,4
3 Sipani (upamhi hwezvanza 3)
masendimita 22,2