Genesisi 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Jehovha Mwari akabva ati: “Tarira munhu ava somumwe wedu pakuziva zvakanaka nezvakaipa,+ zvino kuti arege kutambanudza ruoko rwake, akatorawo michero pamuti woupenyu,+ akadya, akararama nokusingagumi,—” Isaya 46:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Muchandifananidza naaniko+ kana kuti kundienzanisa naani kana kuti kundiita akafanana naani kuti nditodzane naye?+ VaFiripi 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uyo, kunyange zvazvo aivapo saMwari,+ haana kufunga nezvokubvuta, kureva kuti ave akaenzana naMwari.+
22 Jehovha Mwari akabva ati: “Tarira munhu ava somumwe wedu pakuziva zvakanaka nezvakaipa,+ zvino kuti arege kutambanudza ruoko rwake, akatorawo michero pamuti woupenyu,+ akadya, akararama nokusingagumi,—”
5 “Muchandifananidza naaniko+ kana kuti kundienzanisa naani kana kuti kundiita akafanana naani kuti nditodzane naye?+
6 uyo, kunyange zvazvo aivapo saMwari,+ haana kufunga nezvokubvuta, kureva kuti ave akaenzana naMwari.+