Genesisi 20:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Abhimereki akabva ashevedza Abrahamu akati kwaari: “Chii chawatiitira, uye ndakutadzirei, zvawaunza chivi chikuru pandiri nepaumambo hwangu?+ Wandiitira zvinhu zvaisafanira kuitwa.”+ Genesisi 39:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Hapana mukuru kundipfuura mumba muno, uye haana kana chaakandirambidza kunze kwenyu, nokuti muri mudzimai wake.+ Naizvozvo ndingaita seiko chinhu ichi chakaipa kwazvo, nditadzire Mwari?”+ Zvirevo 6:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Ndizvo zvakaita munhu anorara nomudzimai womumwe wake,+ hapana anobata mudzimai wacho acharega kurangwa.+ VaHebheru 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kuroorana ngakukudzwe navose, mubhedha wevakaroorana ngaurege kusvibiswa,+ nokuti Mwari achatonga zvifeve nemhombwe.+
9 Abhimereki akabva ashevedza Abrahamu akati kwaari: “Chii chawatiitira, uye ndakutadzirei, zvawaunza chivi chikuru pandiri nepaumambo hwangu?+ Wandiitira zvinhu zvaisafanira kuitwa.”+
9 Hapana mukuru kundipfuura mumba muno, uye haana kana chaakandirambidza kunze kwenyu, nokuti muri mudzimai wake.+ Naizvozvo ndingaita seiko chinhu ichi chakaipa kwazvo, nditadzire Mwari?”+
29 Ndizvo zvakaita munhu anorara nomudzimai womumwe wake,+ hapana anobata mudzimai wacho acharega kurangwa.+
4 Kuroorana ngakukudzwe navose, mubhedha wevakaroorana ngaurege kusvibiswa,+ nokuti Mwari achatonga zvifeve nemhombwe.+