Isaya 35:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Itii kune vaya vanozvidya mwoyo:+ “Simbai.+ Musatya.+ Tarirai! Mwari wenyu achauya nokutsiva,+ Mwari achauya nematsive.+ Iye achauya okuponesai.”+ Isaya 43:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ini—ndini Jehovha,+ kunze kwangu hakuna mumwe muponesi.”+ VaHebheru 10:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Zvinotyisa kuwira mumaoko aMwari mupenyu.+
4 Itii kune vaya vanozvidya mwoyo:+ “Simbai.+ Musatya.+ Tarirai! Mwari wenyu achauya nokutsiva,+ Mwari achauya nematsive.+ Iye achauya okuponesai.”+