VaHebheru 12:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokuti Mwari wedu moto unoparadza.+ 2 Petro 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi Mwari haana kurega kuranga ngirozi+ dzakatadza, asi, nokudzikanda muTatarosi,+ akadziisa mumakomba erima guru kuti dzichengeterwe kutongwa.+
4 Chokwadi Mwari haana kurega kuranga ngirozi+ dzakatadza, asi, nokudzikanda muTatarosi,+ akadziisa mumakomba erima guru kuti dzichengeterwe kutongwa.+