Genesisi 34:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Zvisinei, pazuva rechitatu, pavakanga vachirwadziwa,+ vanakomana vaviri vaJakobho, Simiyoni naRevhi,+ hanzvadzi dzaDhina,+ vakatora mumwe nomumwe bakatwa rake, vakaenda kuguta racho vanhu vasingafungiri, vakauraya vanhurume vose.+ Genesisi 42:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo akabva kwavari akatanga kusvimha misodzi.+ Akabva adzoka kwavari, akataura navo, akatora Simiyoni+ kwavari akamusunga vachizviona.+ Genesisi 49:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Simiyoni naRevhi mukoma nomunun’una.+ Zvokushandisa zvechisimba ndizvo zvombo zvavo zvokuurayisa.+ 1 Makoronike 4:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Vanakomana vaSimiyoni vaiva Nemueri+ naJamini,+ Jaribhi, Zera, Shauri,+ Zvakazarurwa 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 mudzinza raSimiyoni+ zviuru gumi nezviviri;mudzinza raRevhi+ zviuru gumi nezviviri;mudzinza raIsakari+ zviuru gumi nezviviri;
25 Zvisinei, pazuva rechitatu, pavakanga vachirwadziwa,+ vanakomana vaviri vaJakobho, Simiyoni naRevhi,+ hanzvadzi dzaDhina,+ vakatora mumwe nomumwe bakatwa rake, vakaenda kuguta racho vanhu vasingafungiri, vakauraya vanhurume vose.+
24 Naizvozvo akabva kwavari akatanga kusvimha misodzi.+ Akabva adzoka kwavari, akataura navo, akatora Simiyoni+ kwavari akamusunga vachizviona.+
5 “Simiyoni naRevhi mukoma nomunun’una.+ Zvokushandisa zvechisimba ndizvo zvombo zvavo zvokuurayisa.+
7 mudzinza raSimiyoni+ zviuru gumi nezviviri;mudzinza raRevhi+ zviuru gumi nezviviri;mudzinza raIsakari+ zviuru gumi nezviviri;