Genesisi 47:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Farao akabva ati kuvana vababa vake: “Munoita basa rei?”+ Naizvozvo vakati kuna Farao: “Vashandi venyu vafudzi vemakwai,+ isu nemadzitateguru edu.”+
3 Farao akabva ati kuvana vababa vake: “Munoita basa rei?”+ Naizvozvo vakati kuna Farao: “Vashandi venyu vafudzi vemakwai,+ isu nemadzitateguru edu.”+