Genesisi 12:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Iye akaitira Abramu zvakanaka nokuda kwake, uye akava nemakwai nemombe nembongoro nevashandirume nevashandikadzi nembongoro hadzi nengamera.+ Genesisi 26:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akava nemapoka emakwai nemapoka emombe neboka guru revashandi,+ zvokuti vaFiristiya vakatanga kumuitira shanje.+ Genesisi 46:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Itii, ‘Vashandi venyu vave vari vapfuwi vezvipfuwo kubvira vachiri vaduku kusvikira zvino, isu nemadzitateguru edu,’+ kuti mugare munyika yeGosheni,+ nokuti vafudzi vose vemakwai vanosemesa kuvaIjipiti.”+
16 Iye akaitira Abramu zvakanaka nokuda kwake, uye akava nemakwai nemombe nembongoro nevashandirume nevashandikadzi nembongoro hadzi nengamera.+
14 Akava nemapoka emakwai nemapoka emombe neboka guru revashandi,+ zvokuti vaFiristiya vakatanga kumuitira shanje.+
34 Itii, ‘Vashandi venyu vave vari vapfuwi vezvipfuwo kubvira vachiri vaduku kusvikira zvino, isu nemadzitateguru edu,’+ kuti mugare munyika yeGosheni,+ nokuti vafudzi vose vemakwai vanosemesa kuvaIjipiti.”+