Genesisi 37:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Israeri aida Josefa kupfuura vamwe vanakomana vake vose,+ nokuti akanga ari mwanakomana wepaukweguru hwake; uye akaita kuti agadzirirwe nguo refu yakaita sehembe, yaiva nemitsetse.+
3 Israeri aida Josefa kupfuura vamwe vanakomana vake vose,+ nokuti akanga ari mwanakomana wepaukweguru hwake; uye akaita kuti agadzirirwe nguo refu yakaita sehembe, yaiva nemitsetse.+