Eksodho 22:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kana chikabvamburwa nechikara,+ anofanira kuuya nacho kuti chive uchapupu.+ Haafaniri kuripa chinhu chakabvamburwa nechikara. 2 Madzimambo 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akazotendeuka, akavaona, akavatuka+ achishandisa zita raJehovha. Mhuka hadzi mbiri dzinonzi mabheya+ dzakabva dzabuda musango, dzikabvambura-bvambura vana vacho vose makumi mana nevaviri.+
13 Kana chikabvamburwa nechikara,+ anofanira kuuya nacho kuti chive uchapupu.+ Haafaniri kuripa chinhu chakabvamburwa nechikara.
24 Iye akazotendeuka, akavaona, akavatuka+ achishandisa zita raJehovha. Mhuka hadzi mbiri dzinonzi mabheya+ dzakabva dzabuda musango, dzikabvambura-bvambura vana vacho vose makumi mana nevaviri.+