Zvirevo 17:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zviri nani kuti munhu asangane nemhuka inonzi bheya yafirwa nevana vayo+ pane kusangana nebenzi noupenzi hwaro.+ Zvirevo 28:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mutongi akaipa anotonga vanhu vakaderera akaita seshumba inoomba nebheya rinomhanya-mhanya.+ Hosiya 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichavarwisa sezvinoita mhuka inonzi bheya yarasa vana vayo,+ ndichatsemura zvakavhariridza mwoyo yavo. Ndichavadya sezvinoita shumba;+ chikara chichavabvambura-bvambura.+
12 Zviri nani kuti munhu asangane nemhuka inonzi bheya yafirwa nevana vayo+ pane kusangana nebenzi noupenzi hwaro.+
8 Ndichavarwisa sezvinoita mhuka inonzi bheya yarasa vana vayo,+ ndichatsemura zvakavhariridza mwoyo yavo. Ndichavadya sezvinoita shumba;+ chikara chichavabvambura-bvambura.+