Genesisi 34:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mungagara nesu, uye nyika ichava pamberi penyu. Garai mutengesere mairi, mugadzikane mairi.”+ Genesisi 42:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Mozouya nomunun’una wenyu wegotwe kwandiri, kuti mashoko enyu ave akavimbika; uye hamuzofi.”+ Ivo vakaita saizvozvo. Jakobho 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Chinzwai, zvino, imi munoti: “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta iri uye tichapedza gore tiri ikoko, uye tichaita bhizimisi towana mubereko,”+
20 Mozouya nomunun’una wenyu wegotwe kwandiri, kuti mashoko enyu ave akavimbika; uye hamuzofi.”+ Ivo vakaita saizvozvo.
13 Chinzwai, zvino, imi munoti: “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta iri uye tichapedza gore tiri ikoko, uye tichaita bhizimisi towana mubereko,”+