Dheuteronomi 32:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Akamupa ruomba rwemombe nomukaka wemakwai+Pamwe chete nemafuta emakondohwe,Nemakwai makono, rudzi rwokuBhashani, nenhongo+Pamwe chete nemafuta eitsvo egorosi;+Uye iwe wakaramba uchinwa ropa remazambiringa sewaini.+ Pisarema 81:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Acharamba achivadyisa gorosi rakanaka kwazvo,+Ndichakugutsa nouchi+ hunobva mudombo.”
14 Akamupa ruomba rwemombe nomukaka wemakwai+Pamwe chete nemafuta emakondohwe,Nemakwai makono, rudzi rwokuBhashani, nenhongo+Pamwe chete nemafuta eitsvo egorosi;+Uye iwe wakaramba uchinwa ropa remazambiringa sewaini.+