Mateu 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uyezve, abva kuNazareta, akasvika akagara muKapenaume+ pedyo negungwa mumaruwa aZebhuruni neaNaftari,+ Johani 7:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Vakuru vakuru vacho vakapindura kuti: “Hapana mumwe munhu akambotaura saizvozvi.”+
13 Uyezve, abva kuNazareta, akasvika akagara muKapenaume+ pedyo negungwa mumaruwa aZebhuruni neaNaftari,+