Genesisi 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Tarira, ndiri kuunza mafashamo+ emvura panyika kuti ndiparadze nyama yose ine simba roupenyu+ rinoshanda mairi iri pasi pedenga. Zvose zviri panyika zvichafa.+ Isaya 54:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Izvi zvakaita semazuva aNoa kwandiri.+ Sezvandakapika kuti mvura yaNoa haichazofukidzizve nyika,+ naizvozvo ndapikawo kuti handichazokutsamwiri kana kukutuka.+
17 “Tarira, ndiri kuunza mafashamo+ emvura panyika kuti ndiparadze nyama yose ine simba roupenyu+ rinoshanda mairi iri pasi pedenga. Zvose zviri panyika zvichafa.+
9 “Izvi zvakaita semazuva aNoa kwandiri.+ Sezvandakapika kuti mvura yaNoa haichazofukidzizve nyika,+ naizvozvo ndapikawo kuti handichazokutsamwiri kana kukutuka.+