Genesisi 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokudaro Jehovha akati: “Ndichaparadza panyika vanhu vandakasika,+ kubvira kumunhu kusvikira kuchipfuwo, kusvikira kuchinokambaira uye kusvikira kuchisikwa chinobhururuka chokumatenga,+ nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”+
7 Nokudaro Jehovha akati: “Ndichaparadza panyika vanhu vandakasika,+ kubvira kumunhu kusvikira kuchipfuwo, kusvikira kuchinokambaira uye kusvikira kuchisikwa chinobhururuka chokumatenga,+ nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”+