Pisarema 104:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvinoramba zvichipa mhuka dzose dzomusango mvura yokunwa;+Mbizi+ dzinogara dzichipedza nyota yadzo. Mako 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo akaramba ari murenje kwemazuva makumi mana,+ achiedzwa naSatani,+ uye akanga aine mhuka dzomusango, asi ngirozi dzakanga dzichimushumira.+
11 Zvinoramba zvichipa mhuka dzose dzomusango mvura yokunwa;+Mbizi+ dzinogara dzichipedza nyota yadzo.
13 Naizvozvo akaramba ari murenje kwemazuva makumi mana,+ achiedzwa naSatani,+ uye akanga aine mhuka dzomusango, asi ngirozi dzakanga dzichimushumira.+