7 Naizvozvo, varume venzvimbo yacho vakaramba vachibvunza pamusoro pomudzimai wake, asi iye aiti: “Ihanzvadzi yangu.”+ Nokuti aitya kuti “Mudzimai wangu” nokuti, sezvaakataura, “varume venzvimbo yacho vachandiuraya nokuda kwaRibheka,” nokuti akanga ane chitarisiko chakanaka kwazvo.+