-
1 Samueri 5:11Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
11 Naizvozvo vakatumira shoko, vakaunganidza madzishe ose akabatana evaFiristiya vakati: “Endesai areka yaMwari waIsraeri kuti idzokere kunzvimbo yayo, irege kundiuraya, ini nevanhu vangu.” Nokuti kuvhiringidzika kunouraya kwakanga kwaitika muguta rose;+ ruoko rwaMwari wechokwadi rwakanga rwavatambudza kwazvo ikoko,+
-