RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 11:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Abramu naNahori vakawana madzimai. Mudzimai waAbramu ainzi Sarai,+ asi mudzimai waNahori ainzi Mirika,+ mwanasikana waHarani, baba vaMirika nababa vaIska.

  • Genesisi 17:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Mwari akati kuna Abrahamu: “Sarai mudzimai wako, usamushevedza kuti Sarai, nokuti Sara ndiro zita rake.+

  • Genesisi 23:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Pashure paizvozvo Abrahamu akaviga Sara mudzimai wake mubako romunda weMakpera pakatarisana neMamre, kureva Hebroni, munyika yeKenani.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe