RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 12:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Paakanga ava pedyo nokupinda muIjipiti, akabva ati kuna Sarai mudzimai wake: “Ndapota, zvino! Ndinoziva kuti uri mukadzi ane chitarisiko chakanaka.+

  • Genesisi 17:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Mwari akati kuna Abrahamu: “Sarai mudzimai wako, usamushevedza kuti Sarai, nokuti Sara ndiro zita rake.+

  • Genesisi 20:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Uyezve, chokwadi ihanzvadzi yangu, mwanasikana wababa vangu, asi haasi mwanasikana waamai vangu; iye akazova mudzimai wangu.+

  • 1 Petro 3:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 saSara aiteerera Abrahamu, achimuti “ishe.”+ Zvino mava vana vake, kana mukaramba muchiita zvakanaka uye musingatyi chero chinhu chipi zvacho chinovhundutsa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe