Genesisi 25:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino aya ndiwo mazita evanakomana vaIshmaeri, maererano nemazita avo, maererano nekwakabva mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari+ naAdbheeri naMibsamu+ 1 Makoronike 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uku ndiko kwakabva mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari+ naAdbheeri naMibsamu,+ VaEfeso 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti munoziva kuti chero zvakanaka zvingaitwa nomumwe nomumwe, iye achawanazve izvozvi kubva kuna Jehovha,+ angava ari muranda kana kuti munhu akasununguka.+
13 Zvino aya ndiwo mazita evanakomana vaIshmaeri, maererano nemazita avo, maererano nekwakabva mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari+ naAdbheeri naMibsamu+
29 Uku ndiko kwakabva mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari+ naAdbheeri naMibsamu,+
8 nokuti munoziva kuti chero zvakanaka zvingaitwa nomumwe nomumwe, iye achawanazve izvozvi kubva kuna Jehovha,+ angava ari muranda kana kuti munhu akasununguka.+