Genesisi 13:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo Abramu akaramba achigara mumatende. Gare gare akasvika akagara pamiti mikuru yeMamre,+ iri muHebroni;+ uye akavakira Jehovha atari ipapo.+ Genesisi 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mumwe munhu akanga apukunyuka akazosvika akaudza Abramu muHebheru.+ Panguva iyoyo aigara pamiti mikuru yaMamre muAmori,+ munun’una waEshkori nomunun’una waAneri;+ uye vaiva vakabatana naAbramu.
18 Naizvozvo Abramu akaramba achigara mumatende. Gare gare akasvika akagara pamiti mikuru yeMamre,+ iri muHebroni;+ uye akavakira Jehovha atari ipapo.+
13 Mumwe munhu akanga apukunyuka akazosvika akaudza Abramu muHebheru.+ Panguva iyoyo aigara pamiti mikuru yaMamre muAmori,+ munun’una waEshkori nomunun’una waAneri;+ uye vaiva vakabatana naAbramu.