Muparidzi 10:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Basa rakaoma remapenzi rinoanetesa,+ nokuti hapana kana rimwe chete rinoziva kuti ringaenda sei kuguta.+ Mateu 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Varegei vakadaro. Ivo vatungamiriri mapofu. Zvino, kana bofu rikatungamirira bofu, ose ari maviri achawira mugomba.”+
15 Basa rakaoma remapenzi rinoanetesa,+ nokuti hapana kana rimwe chete rinoziva kuti ringaenda sei kuguta.+
14 Varegei vakadaro. Ivo vatungamiriri mapofu. Zvino, kana bofu rikatungamirira bofu, ose ari maviri achawira mugomba.”+