Isaya 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Vaya vari kutungamirira vanhu ava ndivo vari kuvadzungairisa;+ uye vaya vari kutungamirirwa ndivo vari kuvhiringidzwa.+ Maraki 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Asi imi—makatsauka panzira.+ Makagumbura vazhinji mumutemo.+ Makaparadza sungano yaRevhi,”+ Jehovha wemauto adaro. Mateu 23:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Mune nhamo imi, vatungamiriri mapofu,+ vanoti, ‘Kana munhu akapika netemberi, hazvina basa; asi kana munhu akapika nendarama yetemberi, anosungirwa kuti azviite.’+ Ruka 6:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Zvino akavaudzawo mufananidzo, achiti: “Bofu ringagona kutungamirira bofu here? Ose ari maviri haangawiri mugomba here?+ Johani 9:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Vaya vevaFarisi vakanga vainaye vakanzwa zvinhu izvi, vakati kwaari: “Tiri mapofuwo+ here?”
16 Vaya vari kutungamirira vanhu ava ndivo vari kuvadzungairisa;+ uye vaya vari kutungamirirwa ndivo vari kuvhiringidzwa.+
8 “Asi imi—makatsauka panzira.+ Makagumbura vazhinji mumutemo.+ Makaparadza sungano yaRevhi,”+ Jehovha wemauto adaro.
16 “Mune nhamo imi, vatungamiriri mapofu,+ vanoti, ‘Kana munhu akapika netemberi, hazvina basa; asi kana munhu akapika nendarama yetemberi, anosungirwa kuti azviite.’+
39 Zvino akavaudzawo mufananidzo, achiti: “Bofu ringagona kutungamirira bofu here? Ose ari maviri haangawiri mugomba here?+