Mateu 26:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Achienda mberi zvishoma, akawira pasi nechiso chake, achinyengetera+ achiti: “Baba vangu, kana zvichibvira, kapu iyi+ ngaindipfuure. Zvisinei, kwete sokuda kwangu,+ asi sokuda kwenyu.”+ VaRoma 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!”
39 Achienda mberi zvishoma, akawira pasi nechiso chake, achinyengetera+ achiti: “Baba vangu, kana zvichibvira, kapu iyi+ ngaindipfuure. Zvisinei, kwete sokuda kwangu,+ asi sokuda kwenyu.”+
15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!”