Pisarema 34:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Anorinda mapfupa ose aiyeye;Hapana rimwe chete rawo rakatyoka.+ Johani 19:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Chokwadi, zvinhu izvi zvakaitika kuti rugwaro ruzadzike runoti: “Hapana kana pfupa rake richapwanywa.”+
36 Chokwadi, zvinhu izvi zvakaitika kuti rugwaro ruzadzike runoti: “Hapana kana pfupa rake richapwanywa.”+