Mateu 10:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Munhu wose anopa mumwe wevaduku ava kapu chete yemvura inotonhorera kuti anwe nokuti iye mudzidzi, chokwadi ndinokuudzai, haazomborasikirwi nomubayiro wake.”+ Mateu 25:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Nokuti ndakava nenzara mukandipa chokudya;+ ndakava nenyota mukandipa chokunwa. Ndakanga ndiri mueni mukandigamuchira zvakanaka;+
42 Munhu wose anopa mumwe wevaduku ava kapu chete yemvura inotonhorera kuti anwe nokuti iye mudzidzi, chokwadi ndinokuudzai, haazomborasikirwi nomubayiro wake.”+
35 Nokuti ndakava nenzara mukandipa chokudya;+ ndakava nenyota mukandipa chokunwa. Ndakanga ndiri mueni mukandigamuchira zvakanaka;+