Dheuteronomi 7:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Jehovha Mwari wako achadzinga marudzi aya pamberi pako zvishoma nezvishoma.+ Hauzobvumirwi kukurumidza kuaparadza, kuti zvikara zvirege kukuwandira.
22 “Jehovha Mwari wako achadzinga marudzi aya pamberi pako zvishoma nezvishoma.+ Hauzobvumirwi kukurumidza kuaparadza, kuti zvikara zvirege kukuwandira.