Genesisi 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi ndiri kutonga rudzi rwavachashandira,+ uye vachazobuda nezvinhu zvizhinji.+ Eksodho 12:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Jehovha akaita kuti vanhu vanzwirwe nyasha nevaIjipiti,+ zvokuti ava vakavapa zvavakakumbira;+ uye vakatorera vaIjipiti.+ Pisarema 105:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Akavabudisa vaine sirivha nendarama;+Hapana aigumburwa pamadzinza ake.
36 Jehovha akaita kuti vanhu vanzwirwe nyasha nevaIjipiti,+ zvokuti ava vakavapa zvavakakumbira;+ uye vakatorera vaIjipiti.+