RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 6:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Asi Mosesi akataura pamberi paJehovha, achiti: “Tarirai! Vanakomana vaIsraeri havana kunditeerera;+ zvino Farao anganditeerera sei,+ zvandiine miromo isina kudzingiswa?”+

  • Numeri 12:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Murume uyu, iye Mosesi, ndiye akanga ari munhu munyoro+ kwazvo kupfuura vanhu vose vaiva panyika.

  • Jeremiya 1:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Asi ini ndakati: “Maiwe, haiwa, Changamire Ishe Jehovha! Tarirai handigoni kutaura,+ nokuti ndinongovawo hangu mukomana.”+

  • Mabasa 7:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Naizvozvo Mosesi akarayiridzwa muuchenjeri+ hwose hwevaIjipiti. Chokwadi, mashoko ake nemabasa ake zvaiva nesimba.+

  • 2 VaKorinde 11:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Asi kunyange zvazvo ndingasava nyanzvi pakutaura,+ chokwadi handina kudaro pazivo;+ asi munzira dzose takairatidza pachena kwamuri muzvinhu zvose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe