Ruka 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino ngirozi+ yaJehovha yakangoerekana yamira pedyo navo, kubwinya kwaJehovha+ kukan’aima pavari, ivo vakatya kwazvo. Mabasa 7:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Uyu ndiye+ akanga ari pakati peungano+ murenje nengirozi+ iya yakataura naye paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene+ mapenyu kuti akupei. Mabasa 7:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 imi makagamuchira Mutemo wakapiwa nokungirozi+ asi hamuna kuuchengeta.”
9 Zvino ngirozi+ yaJehovha yakangoerekana yamira pedyo navo, kubwinya kwaJehovha+ kukan’aima pavari, ivo vakatya kwazvo.
38 Uyu ndiye+ akanga ari pakati peungano+ murenje nengirozi+ iya yakataura naye paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene+ mapenyu kuti akupei.