Mabasa 7:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Uyu ndiye+ akanga ari pakati peungano+ murenje nengirozi+ iya yakataura naye paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene+ mapenyu kuti akupei. VaGaratiya 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+ VaHebheru 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakanga rakasimba, uye kudarika kwose nokusateerera kwose zvakawana mubayiro wakakodzera maererano nokururamisira;+
38 Uyu ndiye+ akanga ari pakati peungano+ murenje nengirozi+ iya yakataura naye paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene+ mapenyu kuti akupei.
19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+
2 Nokuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakanga rakasimba, uye kudarika kwose nokusateerera kwose zvakawana mubayiro wakakodzera maererano nokururamisira;+