RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 31:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Munofanira kuchengeta sabata, nokuti iro chinhu chitsvene kwamuri.+ Chokwadi anorisvibisa achaurayiwa.+ Kana pakava nomunhu anoita basa pariri, mweya iwoyo unofanira kubva waparadzwa pakati pevanhu vawo.+

  • Numeri 15:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Vanakomana vaIsraeri pavakanga vachiri kugara murenje, vakambowana mumwe murume achiunganidza huni pazuva resabata.+

  • Numeri 15:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Kwapera nguva yakati, Jehovha akati kuna Mosesi: “Chokwadi murume wacho anofanira kuurayiwa,+ ungano yose ichimutema nematombo kunze kwomusasa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe