RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 28:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Iwe utaure navose vakachenjera vane mwoyo yandakazadza nomudzimu wouchenjeri,+ vagadzire nguo dzaAroni dzokumutsvenesa nadzo, kuti ave mupristi wangu.+

  • Eksodho 31:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Asi ini, ndagadza Ohoriyabhi mwanakomana waAhisamaki wedzinza raDhani kuti ave pamwe chete naye,+ uye ndinoisa uchenjeri mumwoyo mevanhu vose vakachenjera, kuti vaite zvinhu zvose zvandakakurayira zvinoti:+

  • Eksodho 36:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Zvino vose vaiva nemwoyo yakachenjera+ vaiva pakati pevaya vaiita basa racho vakagadzira tebhenekeri,+ machira gumi etende akagadzirwa nerineni yakanaka kwazvo yakakoswa neshinda yebhuruu nemvere dzemakwai dzakaiswa ruvara rwepepuru yakatsvukuruka neshinda yakaiswa ruvara rutsvuku rwekokasi; akaagadzira achiisa mifananidzo yemakerubhi, sezvinoitwa nomunhu anomenda.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe